Skip to Content Skip to Navigation
Join the email list!

PAX NINDI Harare Dread: Music

POVO (Common People) Rough Mix

(PAX NINDI)
2010-04-01
produced and written by Pax Nindi
Povo in Brazil means People and in Zimbabwe (Shona) it means the common people. This song has been inspired by the Povo of Brazil whom for the last 3 years have been very excited and welcoming Pax Nindi music in the country especially the live concerts. In Zimbabwe the Povo were the first inspirers of what became Harare dread sound.

This mix is an instrumental pre release

Pax Nindi aka Harare Dread
POVO by Pax Nindi

Ndinofara nekuti ndiri Povo
Ndinofara kana ndine Povo
Hapana zvinofamba pasina iyoyo Povo
Inzwayi kuimba kunyatsoshaura Povo
Kana pane vamwe vanonzi vatongi
Vanofarira kuti vavhoterwe nhasi uno
Ini ndinoti havombo budirira vasina Povo
Kufadza rwuzhinji rwevanhu nechokwadi
Kutaura zvokwadi musinganyepere Povo
Kana muchida kubudirira teererayi isu Povo

Kana pane avo vabudhirira mumabasa avo
Kana vayimbi, vakapfuma se Mc Donalds
Kana mungave ve computer sa Bill Gates
Kuti izvo zvamuri kuita kuti zvibudhire
Munotofanira kuwuya kwa tiri isu Povo
Ndisu tinoita kuti zvese zvifambe chaizvo
Zimbabwe ruins yakavakwa nesu Povo
Chitima chemoto chakavakwa nesu Povo
Buckingham Palace yakavakwa nesu Povo
Magetsi uko ku Kariba ndisutakavaka Povo

Vana baba, vana mai, vese vanoziva tiri Povo
Vakomana. Vasikana vese vanoziva tiri Povo

Poooooooovo

Look at the world, its all povorised
As the Povo work so hard to get the world going
In the favelas in Rio, Salvador Pernambuco
The shanty towns in Joburg, Harare, Lagos, Lilongwe
The neighbourhoods in the United States of America
In every city around the world there is the Povo
Trying to make ends meet while the politrictions push for a vote
Finding it hard to survive while the corrupt leaders wine and dine
The real people, as common as they can be are watching
Watch your step we are the Povo
We will get you if you are bad
Bless you if you are as good
Pooooooooovo


Musati devedze ku rally kana muchida kutinyepera
Musafunge kuti takapusa nekuti isu tiri Povo
Matambudziko hahazi matsva kwatiri isu Povo
Nhamo dzasvika hadzisi dzitsva kwatiri isu Povo
Kunyangwe zvichinetsa tino gara taka fara Povo
Kunyangwe mukatirova ticharamba tichitaura
Kutaura chokwadi nekubatsirana tinofarirana
Kubatsirana nekugara tese ndozvinotisimbisa
Mukaramba kuti batsira tichabatsirana Povo
Kutadza kutibatsira ndokupera kwesimba renyu

Poooooooooooooooooooovo

© pax nindi 2010